RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 12:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, ndichatuka anokutuka,+ uye mhuri dzose dzepanyika dzichazvikomborera nokwauri.”+

  • 1 Madzimambo 8:43
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 43 teererai muri kumatenga, iyo nzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ muitire munhu wacho wokune imwe nyika maererano nezvose zvaanoshevedzera kwamuri;+ kuti marudzi ose enyika azive zita renyu,+ kuti akutyei sezvinoitwa nevanhu venyu vaIsraeri, uye kuti azive kuti zita renyu rakashevedzwa paimba ino yandakavaka.+

  • VaRoma 3:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Kana kuti iye ndiMwari wevaJudha chete here?+ Haasiriwo wevanhu vemamwe marudzi here?+ Chokwadi, wevanhu vemamwe marudziwo,+

  • VaRoma 15:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Uyezve anoti: “Farai, imi marudzi, nevanhu vake.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe