12 Nokuti shoko+ raMwari ibenyu+ uye rine simba,+ rakapinza kupfuura bakatwa chero ripi zvaro rinocheka nekwose+ uye rinobaya kusvikira panoparadzana mweya+ nomudzimu,+ uye mapfundo nemwongo yawo, uye rinokwanisa kunzwisisa kufunga nevavariro zvomwoyo.+