Eksodho 24:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kwira kuno kwandiri mugomo, ugare imomo, nokuti ndinoda kukupa mahwendefa ematombo nomutemo nomurayiro zvandinofanira kunyora kuti uvadzidzise.”+ Eksodho 31:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino paakangopedza kutaura naye vari muGomo reSinai, akapa Mosesi mahwendefa maviri eChipupuriro,+ mahwendefa edombo akanga akanyorwa nomunwe waMwari.+ Eksodho 32:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo paakanga angova pedyo nomusasa uye ava kuona mhuru yacho+ nokutamba kwacho, Mosesi akashatirwa kwazvo, akabva akanda pasi mahwendefa aiva mumaoko ake, akaaputsira mujinga megomo.+ Eksodho 34:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Veza mahwendefa maviri ematombo akaita seokutanga,+ ndinyore pamahwendefa acho mashoko aiva pamahwendefa okutanga,+ awakaputsa.+
12 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Kwira kuno kwandiri mugomo, ugare imomo, nokuti ndinoda kukupa mahwendefa ematombo nomutemo nomurayiro zvandinofanira kunyora kuti uvadzidzise.”+
18 Zvino paakangopedza kutaura naye vari muGomo reSinai, akapa Mosesi mahwendefa maviri eChipupuriro,+ mahwendefa edombo akanga akanyorwa nomunwe waMwari.+
19 Naizvozvo paakanga angova pedyo nomusasa uye ava kuona mhuru yacho+ nokutamba kwacho, Mosesi akashatirwa kwazvo, akabva akanda pasi mahwendefa aiva mumaoko ake, akaaputsira mujinga megomo.+
34 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi: “Veza mahwendefa maviri ematombo akaita seokutanga,+ ndinyore pamahwendefa acho mashoko aiva pamahwendefa okutanga,+ awakaputsa.+