Zvirevo 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti ndaishevedzera asi maingoramba,+ ndaitambanudza ruoko rwangu asi hapana aiva nehanya nazvo,+ Jeremiya 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Vakaramba Jehovha, uye vanoramba vachiti, ‘Haasi iye.+ Hapana kutambudzika kuchatiwira, uye hapana bakatwa kana nzara zvatichaona.’+
24 Nokuti ndaishevedzera asi maingoramba,+ ndaitambanudza ruoko rwangu asi hapana aiva nehanya nazvo,+
12 “Vakaramba Jehovha, uye vanoramba vachiti, ‘Haasi iye.+ Hapana kutambudzika kuchatiwira, uye hapana bakatwa kana nzara zvatichaona.’+