Eksodho 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+ Dheuteronomi 31:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Zvino nyorai rwiyo urwu+ murudzidzise vanakomana vaIsraeri.+ Ruisei mumiromo yavo kuti rwiyo urwu ruve chapupu changu kuvanakomana vaIsraeri.+ Dheuteronomi 31:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino Mosesi akataura mashoko orwiyo urwu ungano yose yaIsraeri ichizvinzwa kusvikira apera:+ 1 Makoronike 16:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Muimbirei,+ muimbirei rwiyo,+Fungisisai mabasa ake ose anoshamisa.+ Pisarema 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akauya akatasva kerubhi achibhururuka,+Akauya achibhururuka ari pamapapiro omudzimu.+
15 Panguva iyoyo Mosesi nevanakomana vaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu, vachiti:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nokuti akwidziridzwa kwazvo.+Akanda bhiza nomutasvi waro mugungwa.+
19 “Zvino nyorai rwiyo urwu+ murudzidzise vanakomana vaIsraeri.+ Ruisei mumiromo yavo kuti rwiyo urwu ruve chapupu changu kuvanakomana vaIsraeri.+