Dheuteronomi 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Yeuka: Usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabuda munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, makapandukira Jehovha.+ Nehemiya 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+ Mabasa 7:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+
7 “Yeuka: Usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabuda munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, makapandukira Jehovha.+
26 “Asi havana kuteerera,+ vakakupandukirai+ vakaramba vachirasira mutemo wenyu shure kwavo,+ vakauraya vaprofita venyu,+ avo vakavapupurira kuti vavadzose kwamuri;+ uye vakaita mabasa okusaremekedza zvikuru.+
51 “Vanhu vane nharo vane mwoyo nenzeve zvisina kudzingiswa,+ munogara muchirwisa mudzimu mutsvene; munoita sezvakaitwa nemadzitateguru enyu.+