RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Paunenge uchitambudzika kwazvo uye mashoko ose aya aitika kwauri pachapera mazuva acho, uchabva wadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye uchateerera inzwi rake.+

  • Jeremiya 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Enda uzivise mashoko aya kuchamhembe,+ uti:

      “‘“Dzokai, haiwa imi vaIsraeri vakatsauka,” ndizvo zvinotaura Jehovha.’+ ‘“Handizokutaririi nechiso changu ndakatsamwa,+ nokuti ndakavimbika,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.’ ‘“Handizorambi ndakatsamwa nokusingagumi.+

  • Zekariya 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “Zvino uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “‘Dzokai kwandiri,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto, ‘uye ini ndichadzoka kwamuri,’+ Jehovha wemauto adaro.”’

  • Jakobho 4:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.+ Chenesai maoko enyu, imi vatadzi,+ munatse mwoyo yenyu,+ imi mune mwoyo miviri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe