Dheuteronomi 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Kana ukaenda kunorwa nevavengi vako, ukaona mabhiza nengoro dzehondo,+ vanhu vazhinji kukupfuura, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako anewe,+ iye akakubudisa munyika yeIjipiti.+ Joshua 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+ 1 Samueri 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi varume vose vaIsraeri, pavakaona murume wacho, vakamutiza uye vakatya kwazvo.+ Pisarema 27:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+ Isaya 51:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Ini—ndini ndiri kukunyaradzai.+ “Ndiwe ani kuti utye munhuwo zvake achafa,+ uye mwanakomana wevanhu achaitwa souswa hwakasvibirira?+
20 “Kana ukaenda kunorwa nevavengi vako, ukaona mabhiza nengoro dzehondo,+ vanhu vazhinji kukupfuura, usavatya; nokuti Jehovha Mwari wako anewe,+ iye akakubudisa munyika yeIjipiti.+
9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+
27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+
12 “Ini—ndini ndiri kukunyaradzai.+ “Ndiwe ani kuti utye munhuwo zvake achafa,+ uye mwanakomana wevanhu achaitwa souswa hwakasvibirira?+