Jobho 29:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Paaiita kuti rambi rake rivhenekere pamusoro wangu,Pandaifamba nomurima ndichivhenekerwa nechiedza chake;+ Pisarema 36:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kwamuri ndiko kune tsime roupenyu;+Nechiedza chinobva kwamuri tinogona kuona chiedza.+ Pisarema 43:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+Izvi ngazvinditungamirire.+Ngazvindiendese kugomo renyu dzvene nokutebhenekeri yenyu huru.+ Pisarema 119:105 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 105 Shoko renyu irambi retsoka dzangu,+Nechiedza panzira yangu.+
3 Paaiita kuti rambi rake rivhenekere pamusoro wangu,Pandaifamba nomurima ndichivhenekerwa nechiedza chake;+ Pisarema 36:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kwamuri ndiko kune tsime roupenyu;+Nechiedza chinobva kwamuri tinogona kuona chiedza.+ Pisarema 43:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+Izvi ngazvinditungamirire.+Ngazvindiendese kugomo renyu dzvene nokutebhenekeri yenyu huru.+ Pisarema 119:105 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 105 Shoko renyu irambi retsoka dzangu,+Nechiedza panzira yangu.+
3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+Izvi ngazvinditungamirire.+Ngazvindiendese kugomo renyu dzvene nokutebhenekeri yenyu huru.+