Revhitiko 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha. 2 Samueri 16:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino mambo akati: “Ko mwanakomana watenzi wako ari kupi?”+ Zibha akati kuna mambo: “Tarirai agere hake muJerusarema; nokuti ati, ‘Nhasi imba yaIsraeri ichandidzorera kutonga kwoumambo hwababa vangu.’”+ Pisarema 101:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munhu wose anochera shamwari yake pakavanda,+Ndinomuita kuti anyarare.+Ani naani anozvikudza uye ane mwoyo unozvitutumadza,+Handigoni kumushivirira.+ Zvirevo 6:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 chapupu chinonyengera chinoreva nhema,+ uye chero munhu upi zvake anoita kuti pakati pehama pave nokukakavara.+ Zvirevo 21:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kuwana pfuma norurimi runoreva nhema imhepo inofemwa inopeperetswa,+ kune vaya vanotsvaka rufu.+
16 “‘Usafamba-famba pakati pevanhu vokwako kuti uchere vamwe.+ Usatsvaka kuisa upenyu hwomumwe wako mungozi.+ Ndini Jehovha.
3 Zvino mambo akati: “Ko mwanakomana watenzi wako ari kupi?”+ Zibha akati kuna mambo: “Tarirai agere hake muJerusarema; nokuti ati, ‘Nhasi imba yaIsraeri ichandidzorera kutonga kwoumambo hwababa vangu.’”+
5 Munhu wose anochera shamwari yake pakavanda,+Ndinomuita kuti anyarare.+Ani naani anozvikudza uye ane mwoyo unozvitutumadza,+Handigoni kumushivirira.+
19 chapupu chinonyengera chinoreva nhema,+ uye chero munhu upi zvake anoita kuti pakati pehama pave nokukakavara.+