Pisarema 18:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Ndichavagura-gura zvokuti havazokwanisi kusimuka;+Vachawira pasi petsoka dzangu.+ Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ Maraki 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Muchatsika-tsika vakaipa, nokuti vachava soupfu pasi petsoka dzenyu pazuva randichazviita,”+ Jehovha wemauto adaro.
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
3 “Muchatsika-tsika vakaipa, nokuti vachava soupfu pasi petsoka dzenyu pazuva randichazviita,”+ Jehovha wemauto adaro.