-
2 Samueri 12:28Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
28 Zvino unganidzai vamwe vanhu vose mudzike musasa paguta, muritore; kuti ini ndirege kutora guta, uye zita rangu rirege kushevedzwa pariri.”
-