1 Madzimambo 8:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 kuti vakutyei+ mazuva ose avanenge vari vapenyu panyika yamakapa madzitateguru edu.+ Pisarema 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Shumirai Jehovha muchimutya+Uye farai muchidedera.+ Jeremiya 33:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kwandiri richava zita rokupembera nomufaro,+ kurumbidzwa norunako kumarudzi ose enyika achanzwa zvakanaka zvose zvandichadziitira.+ Achatya+ odedera+ nokuda kwezvakanaka zvose uye nokuda kworugare rwose rwandicharipa.’”+ Mabasa 9:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Chokwadi, ungano+ yacho muJudhiya mose nomuGarireya nomuSamariya yakabva yapinda munguva yorugare, ichivakwa; uye yakaramba ichiwedzera zvayaifamba ichitya Jehovha+ uye ichinyaradzwa nomudzimu mutsvene.+
9 Kwandiri richava zita rokupembera nomufaro,+ kurumbidzwa norunako kumarudzi ose enyika achanzwa zvakanaka zvose zvandichadziitira.+ Achatya+ odedera+ nokuda kwezvakanaka zvose uye nokuda kworugare rwose rwandicharipa.’”+
31 Chokwadi, ungano+ yacho muJudhiya mose nomuGarireya nomuSamariya yakabva yapinda munguva yorugare, ichivakwa; uye yakaramba ichiwedzera zvayaifamba ichitya Jehovha+ uye ichinyaradzwa nomudzimu mutsvene.+