Eksodho 20:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Undigadzirire atari yevhu,+ uye ubayire pairi zvinopiwa zvako zvinopiswa nezvibayiro zvako zvokugoverana, makwai ako nemombe dzako.+ Ndichauya kwauri ndokukomborera munzvimbo dzose dzandichaita kuti zita rangu riyeukwe.+ 2 Samueri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+ Nehemiya 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pamunenge madzoka kwandiri,+ machengeta mirayiro yangu+ nokuiita,+ kunyange vanhu venyu vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, ndichavaunganidza vachibva ikoko+ uye ndichavaunza+ kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare ikoko.’+
24 Undigadzirire atari yevhu,+ uye ubayire pairi zvinopiwa zvako zvinopiswa nezvibayiro zvako zvokugoverana, makwai ako nemombe dzako.+ Ndichauya kwauri ndokukomborera munzvimbo dzose dzandichaita kuti zita rangu riyeukwe.+
13 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ uye ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo hwake nokusingagumi.+
9 Pamunenge madzoka kwandiri,+ machengeta mirayiro yangu+ nokuiita,+ kunyange vanhu venyu vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, ndichavaunganidza vachibva ikoko+ uye ndichavaunza+ kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare ikoko.’+