Pisarema 86:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndirayiridzei pamusoro penzira yenyu.+Ndichafamba muchokwadi chenyu.+Batanidzai mwoyo wangu kuti utye zita renyu.+ Pisarema 119:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Itai kuti mwoyo wangu ude zviyeuchidzo zvenyu,+Kwete kuwana mubereko.+ 2 VaTesaronika 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ishe ngaarambe achitungamirira mwoyo yenyu zvinobudirira, kuti mude+ Mwari uye kuti mutsungirire+ nokuda kwaKristu.
11 Haiwa Jehovha, ndirayiridzei pamusoro penzira yenyu.+Ndichafamba muchokwadi chenyu.+Batanidzai mwoyo wangu kuti utye zita renyu.+
5 Ishe ngaarambe achitungamirira mwoyo yenyu zvinobudirira, kuti mude+ Mwari uye kuti mutsungirire+ nokuda kwaKristu.