Revhitiko 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+ Revhitiko 20:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Uti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri, uye mutorwa wose anogara pakati paIsraeri, anopa Moreki+ mumwe wevana vake, chokwadi anofanira kuurayiwa. Vanhu vomunyika yacho vanofanira kumutema nematombo kusvikira afa. Zefaniya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nevaya vanokotamira mauto okumatenga vari pamusoro pematenga edzimba,+ nevaya vanokotama,+ vachipika naJehovha+ uye vachipika naMarikamu;+ Mabasa 7:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Asi rakanga riri tende raMoroki+ nenyeredzi+ yamwari anonzi Refani zvamakatakura, zvidhori zvamakaita kuti muzvinamate. Naizvozvo ndichakuendesai+ kupfuura kuBhabhironi.’
21 “‘Usabvumira kuti vana vako vatsaurirwe+ kuna Moreki.+ Usasvibisa+ zita raMwari wako saizvozvo. Ndini Jehovha.+
2 “Uti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Munhu wose pavanakomana vaIsraeri, uye mutorwa wose anogara pakati paIsraeri, anopa Moreki+ mumwe wevana vake, chokwadi anofanira kuurayiwa. Vanhu vomunyika yacho vanofanira kumutema nematombo kusvikira afa.
5 nevaya vanokotamira mauto okumatenga vari pamusoro pematenga edzimba,+ nevaya vanokotama,+ vachipika naJehovha+ uye vachipika naMarikamu;+
43 Asi rakanga riri tende raMoroki+ nenyeredzi+ yamwari anonzi Refani zvamakatakura, zvidhori zvamakaita kuti muzvinamate. Naizvozvo ndichakuendesai+ kupfuura kuBhabhironi.’