RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 22:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Zvino Dhavhidhi akataura naJehovha mashoko orwiyo+ urwu pazuva raakanga anunurwa naJehovha muchanza chevavengi vake vose+ nomuchanza chaSauro;+

  • 2 Samueri 23:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Zvino aya ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi:+

      “Zvakataurwa naDhavhidhi mwanakomana waJese,+

      Zvakataurwa nomurume akakwidziridzwa,+

      Muzodziwa+ waMwari waJakobho,

      Iye munhu akanaka anoimbwa munziyo+ dzaIsraeri.

  • 1 Makoronike 16:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Akabva agadza vamwe vaRevhi+ pamberi peareka yaJehovha kuti vave vashumiri,+ kuti vayeuke,+ vaonge+ uye varumbidze+ Jehovha Mwari waIsraeri,

  • 2 VaKorinde 9:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 nokuti kushumira pabasa rinoitirwa vanhu vose iri hakungoitirwi chete kupa zvinhu zvizhinji zvinoshayikwa zvevatsvene,+ asiwo kuti kupfumiswe nokuonga Mwari kazhinji.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe