1 Madzimambo 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+ 2 Makoronike 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Zvino Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiva nesimba muumambo hwake,+ Jehovha Mwari wake aiva naye+ uye akaramba achimuita mukuru kwazvo.+
12 tarira! ndichaita maererano nemashoko ako.+ Tarira! ndichakupa mwoyo wakachenjera, unonzwisisa,+ zvokuti hapana achaita sewe pane vakambovapo iwe usati wavapo, uye shure kwako hakuzomuki mumwe akaita sewe.+
1 Zvino Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiva nesimba muumambo hwake,+ Jehovha Mwari wake aiva naye+ uye akaramba achimuita mukuru kwazvo.+