Revhitiko 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “‘Pazuva rechigumi nemashanu romwedzi uyu ndipo pane mutambo wemakeke asina kuviriswa unoitirwa Jehovha.+ Munofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe.+ Ruka 22:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino mutambo wemakeke asina kuviriswa, wainzi Paseka,+ wakanga uchiswedera pedyo. 1 VaKorinde 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare,+ kana nembiriso+ youshati nouipi,+ asi nemakeke asina kuviriswa okutendeseka nechokwadi.+
6 “‘Pazuva rechigumi nemashanu romwedzi uyu ndipo pane mutambo wemakeke asina kuviriswa unoitirwa Jehovha.+ Munofanira kudya makeke asina kuviriswa kwemazuva manomwe.+
8 Naizvozvo ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare,+ kana nembiriso+ youshati nouipi,+ asi nemakeke asina kuviriswa okutendeseka nechokwadi.+