2 Madzimambo 23:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Josiya akabvisawo dzimba+ dzose dzenzvimbo dzakakwirira dzaiva mumaguta+ eSamariya dzakanga dzavakwa nemadzimambo+ aIsraeri kuti vakonzere kugumbuka,+ uye akadziitira maererano nezvose zvaakanga aita kuBheteri.+ 2 Makoronike 30:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino Hezekiya akatumira shoko kuna Israeri wose+ naJudha, akanyorerawo Efremu+ naManase+ tsamba, kuti vauye kuimba yaJehovha+ muJerusarema kuzoitira Jehovha Mwari waIsraeri paseka.+
19 Josiya akabvisawo dzimba+ dzose dzenzvimbo dzakakwirira dzaiva mumaguta+ eSamariya dzakanga dzavakwa nemadzimambo+ aIsraeri kuti vakonzere kugumbuka,+ uye akadziitira maererano nezvose zvaakanga aita kuBheteri.+
30 Zvino Hezekiya akatumira shoko kuna Israeri wose+ naJudha, akanyorerawo Efremu+ naManase+ tsamba, kuti vauye kuimba yaJehovha+ muJerusarema kuzoitira Jehovha Mwari waIsraeri paseka.+