Eksodho 20:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Vanhu vakaramba vakamira kure, asi Mosesi akaenda pedyo negore dema kwaiva naMwari wechokwadi.+ Dheuteronomi 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Naizvozvo makauya pedyo, mukamira mujinga megomo, uye gomo racho rakanga richibvira moto kusvikira pakati pedenga; pakanga paine rima, gore nezarima.+ Pisarema 97:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Makore nezarima zvakamupoteredza;+Kururama nokururamisira ndizvo nzvimbo isingachinji yechigaro chake choumambo.+ VaHebheru 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti hamuna kuswedera pedyo nechiya chinogona kubatwa+ uye chakapiswa nomoto,+ negore dema nerima gobvu nemhepo ine mvura,+
11 “Naizvozvo makauya pedyo, mukamira mujinga megomo, uye gomo racho rakanga richibvira moto kusvikira pakati pedenga; pakanga paine rima, gore nezarima.+
2 Makore nezarima zvakamupoteredza;+Kururama nokururamisira ndizvo nzvimbo isingachinji yechigaro chake choumambo.+
18 Nokuti hamuna kuswedera pedyo nechiya chinogona kubatwa+ uye chakapiswa nomoto,+ negore dema nerima gobvu nemhepo ine mvura,+