2 Makoronike 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndiani angava nesimba rokumuvakira imba?+ Nokuti haangakwani mumatenga nokumatengatenga,+ uye ndini ani+ kuti ndimuvakire imba kunze kweyokukwidzira utsi hwezvibayiro pamberi pake?+ Nehemiya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ndimi Jehovha moga;+ ndimi makaita matenga,+ iko kumatengatenga, neuto razvo rose,+ nyika+ nezvose zviri mairi,+ makungwa+ nezvose zviri maari;+ uye muri kuzvichengetedza zvose zviri zvipenyu; uye uto+ rokumatenga riri kukukotamirai. Pisarema 148:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvose ngazvirumbidze zita raJehovha,+Nokuti zita rake roga ndiro riri kumusoro kusingasvikiki.+Kukudzwa kwake kuri kumusoro kwenyika nedenga.+ Isaya 40:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndiani akayera mvura muchanza choruoko rwake,+ uye akayera kukura kwematenga neminwe yakatambanudzwa,+ akaisa guruva renyika+ muchiyero, kana kuti akayera makomo nechiyereso, nezvikomo pachikero? Mabasa 17:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+
6 Ndiani angava nesimba rokumuvakira imba?+ Nokuti haangakwani mumatenga nokumatengatenga,+ uye ndini ani+ kuti ndimuvakire imba kunze kweyokukwidzira utsi hwezvibayiro pamberi pake?+
6 “Ndimi Jehovha moga;+ ndimi makaita matenga,+ iko kumatengatenga, neuto razvo rose,+ nyika+ nezvose zviri mairi,+ makungwa+ nezvose zviri maari;+ uye muri kuzvichengetedza zvose zviri zvipenyu; uye uto+ rokumatenga riri kukukotamirai.
13 Zvose ngazvirumbidze zita raJehovha,+Nokuti zita rake roga ndiro riri kumusoro kusingasvikiki.+Kukudzwa kwake kuri kumusoro kwenyika nedenga.+
12 Ndiani akayera mvura muchanza choruoko rwake,+ uye akayera kukura kwematenga neminwe yakatambanudzwa,+ akaisa guruva renyika+ muchiyero, kana kuti akayera makomo nechiyereso, nezvikomo pachikero?
24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvose zviri mairi, Iyeyu zvaari Ishe wedenga nenyika,+ haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko,+