RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 9:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Vakatora maguta akavakirirwa+ nenyika yakaorera,+ vakaita kuti dzimba dzakazara nezvinhu zvose zvakanaka dzive dzavo,+ migodhi yemvura yakacherwa,+ minda yemizambiringa neminda yemiorivhi+ nemiti yezvokudya mizhinji, vakatanga kudya, vakaguta,+ vakakora,+ vakafara nokuda kwokunaka kwenyu kukuru.+

  • Pisarema 65:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Anofara munhu wamunosarudza uye wamunoswededza pedyo,+

      Kuti agare muzvivanze zvenyu.+

      Tichagutswa nokunaka kweimba yenyu,+

      Iyo nzvimbo tsvene yetemberi yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe