Dheuteronomi 8:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo, Ezekieri 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+
7 Nokuti Jehovha Mwari wako ari kukupinza munyika yakanaka,+ nyika ine mipata ine hova dzemvura, zvitubu nemadziva akadzika anobuda mubani+ nomunzvimbo ine makomo,
6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+