Zvirevo 30:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndiani akambokwira kudenga akaburuka?+ Ndiani akambounganidza mhepo+ muzvanza zvemaoko ake maviri? Ndiani akamboputira mvura mujasi?+ Ndiani akaita kuti migumo yose yenyika isimuke?+ Zita rake ndiani+ uye zita romwanakomana wake ndiani, kana uchiziva?+ Muparidzi 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana makore azara mvura, anodurura mvura zhinji panyika;+ uye kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuti kuchamhembe, muti+ wacho uchava panzvimbo yaunenge wawira.
4 Ndiani akambokwira kudenga akaburuka?+ Ndiani akambounganidza mhepo+ muzvanza zvemaoko ake maviri? Ndiani akamboputira mvura mujasi?+ Ndiani akaita kuti migumo yose yenyika isimuke?+ Zita rake ndiani+ uye zita romwanakomana wake ndiani, kana uchiziva?+
3 Kana makore azara mvura, anodurura mvura zhinji panyika;+ uye kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuti kuchamhembe, muti+ wacho uchava panzvimbo yaunenge wawira.