RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Uchadya zvokudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nokuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+

  • Pisarema 30:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Ropa rangu rinobatsirei pandinoburukira mugomba?+

      Guruva ringakurumbidzai here?+ Ringataura nezvechokwadi chenyu here?+

  • Pisarema 88:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Muchaitira vaya vakafa chishamiso here?+

      Kana kuti vaya vasina simba vari murufu vachamuka here,+

      Vachakurumbidzai here?+ Sera.

  • Pisarema 115:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Vakafa havarumbidzi Jah,+

      Kunyange vaya vanoburukira kurunyararo.+

  • Muparidzi 9:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti vapenyu vanoziva kuti vachazofa;+ asi vakafa havana kana chavanoziva,+ havasisina kana mubayiro, nokuti zvose zvingayeukwa nezvavo zvakanganwika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe