RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 47:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Naizvozvo Jakobho akati kuna Farao: “Mazuva emakore okugara kwangu ndiri mutorwa makore zana nemakumi matatu.+ Mazuva emakore oupenyu hwangu akava mashoma neanotambudza,+ haana kusvika pamazuva emakore oupenyu hwemadzibaba angu pamazuva okugara kwavo vari vatorwa.”+

  • VaHebheru 11:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe