RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Nokuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanobva kune imwe nyika+ sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ose. Mazuva edu panyika akaita somumvuri+ uye hapana tariro.

  • Pisarema 39:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,

      Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+

      Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+

      Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+

      Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+

  • VaEfeso 2:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Naizvozvo, hamusisirizve vanhu vasingazivikanwi+ uye vatorwa,+ asi mava vagari vemo+ pamwe chete nevatsvene+ uye mava nhengo dzeimba+ yaMwari,

  • 1 Petro 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe