Jobho 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+ Jakobho 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+
14 imi musingazivi zvichange zvakaita upenyu hwenyu mangwana.+ Nokuti muri mhute inooneka nguva duku yobva yanyangarika.+