RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Makomo akayerera achibva pamberi paJehovha,+

      Sinai+ iri richibva pamberi paJehovha,+ Mwari waIsraeri.+

  • Mika 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Makomo achanyunguduka pasi pake,+ uye mapani achatsemuka, sezvinoita namo pamoto,+ sezvinoita mvura iri kudururirwa pamawere.

  • Nahumi 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Makomo azununguka nokuda kwake, uye zvikomo zvakanyunguduka.+

      Nyika ichasimuka nokuda kwechiso chake; pamwe chete nenyika inobereka zvibereko, navose vanogara mairi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe