2 Samueri 22:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nyika yakatanga kuzunungukira mberi neshure uye kudedera;+Nheyo dzematenga dzakazununguswa,+Dzakaramba dzichizunungukira mberi neshure nokuti akanga atsamwiswa.+ Pisarema 68:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nyika yakazununguka,+Denga rakadonhawo mvura nokuda kwaMwari;+Sinai iri rakazununguswa naMwari,+ iye Mwari waIsraeri.+ Pisarema 97:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makomo akanyunguduka sezvinoita namo nokuda kwaJehovha,+Nokuda kwaShe wenyika yose.+ VaHebheru 12:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+
8 Nyika yakatanga kuzunungukira mberi neshure uye kudedera;+Nheyo dzematenga dzakazununguswa,+Dzakaramba dzichizunungukira mberi neshure nokuti akanga atsamwiswa.+
8 Nyika yakazununguka,+Denga rakadonhawo mvura nokuda kwaMwari;+Sinai iri rakazununguswa naMwari,+ iye Mwari waIsraeri.+
26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi zvino akapikira, achiti: “Ndichadederesa zvakare kwete nyika chete asi dengawo.”+