Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+