Eksodho 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Gomo reSinai rakapfungaira rose,+ nokuti Jehovha akaburukira pamusoro paro ari mumoto;+ utsi hwaro hwakaramba huchikwira soutsi hwebisiro,+ uye gomo rose rakanga richizununguka kwazvo.+ Dheuteronomi 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Makabva mati, ‘Onai Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake noukuru hwake, uye tanzwa inzwi rake richibuda pakati pomoto.+ Nhasi taona kuti Mwari angataura nomunhu uye munhu wacho angaramba achirarama.+
18 Gomo reSinai rakapfungaira rose,+ nokuti Jehovha akaburukira pamusoro paro ari mumoto;+ utsi hwaro hwakaramba huchikwira soutsi hwebisiro,+ uye gomo rose rakanga richizununguka kwazvo.+
24 Makabva mati, ‘Onai Jehovha Mwari wedu atiratidza kubwinya kwake noukuru hwake, uye tanzwa inzwi rake richibuda pakati pomoto.+ Nhasi taona kuti Mwari angataura nomunhu uye munhu wacho angaramba achirarama.+