Eksodho 19:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Gomo reSinai rakapfungaira rose,+ nokuti Jehovha akaburukira pamusoro paro ari mumoto;+ utsi hwaro hwakaramba huchikwira soutsi hwebisiro,+ uye gomo rose rakanga richizununguka kwazvo.+ Eksodho 24:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vanakomana vaIsraeri vakaona kubwinya kwaJehovha kwakaita somoto unoparadza+ waiva pamusoro pegomo. Dheuteronomi 4:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Akaita kuti unzwe inzwi rake ari kumatenga kuti akururamise; uye akaita kuti uone moto wake mukuru panyika, uye wakanzwa mashoko ake achibva pakati pomoto.+
18 Gomo reSinai rakapfungaira rose,+ nokuti Jehovha akaburukira pamusoro paro ari mumoto;+ utsi hwaro hwakaramba huchikwira soutsi hwebisiro,+ uye gomo rose rakanga richizununguka kwazvo.+
17 Vanakomana vaIsraeri vakaona kubwinya kwaJehovha kwakaita somoto unoparadza+ waiva pamusoro pegomo.
36 Akaita kuti unzwe inzwi rake ari kumatenga kuti akururamise; uye akaita kuti uone moto wake mukuru panyika, uye wakanzwa mashoko ake achibva pakati pomoto.+