Eksodho 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Muvengi akati, ‘Ndichavatevera!+ Ndichavabata!+Ndichagova zvandinenge ndapamba!+ Mweya wangu uchagutswa nazvo!Ndichavhomora bakatwa rangu! Ruoko rwangu ruchavadzinga!’+ Pisarema 94:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vanoramba vachingotaura, vanoramba vachitaura vasingadziviswi;+Vanhu vose vanoita zvinhu zvinokuvadza vanoramba vachizvikudza.+ Pisarema 106:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi vakaratidza chido chavo choudyire murenje,+Vakaedza Mwari vari murenje.+ Hosiya 12:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Efremu anoramba achiti, ‘Chokwadi, ndapfuma;+ ndawana zvinhu zvinokosha.+ Pakushanda zvakaoma kwangu kwose, havazowani kukanganisa kwakaenzana nechivi kwandiri.’+
9 Muvengi akati, ‘Ndichavatevera!+ Ndichavabata!+Ndichagova zvandinenge ndapamba!+ Mweya wangu uchagutswa nazvo!Ndichavhomora bakatwa rangu! Ruoko rwangu ruchavadzinga!’+
4 Vanoramba vachingotaura, vanoramba vachitaura vasingadziviswi;+Vanhu vose vanoita zvinhu zvinokuvadza vanoramba vachizvikudza.+
8 Efremu anoramba achiti, ‘Chokwadi, ndapfuma;+ ndawana zvinhu zvinokosha.+ Pakushanda zvakaoma kwangu kwose, havazowani kukanganisa kwakaenzana nechivi kwandiri.’+