Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ Pisarema 77:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndimi Mwari wechokwadi, anoita zvinoshamisa.+Makazivisa marudzi simba renyu.+ Pisarema 136:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye Muiti wezvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvikuru zvaanoita ari oga:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
4 Iye Muiti wezvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvikuru zvaanoita ari oga:+Nokuti mutsa wake worudo unogara nokusingagumi;+