RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Dhavhidhi akati kuungano yose:+ “Zvino rumbidzai+ Jehovha Mwari wenyu.” Ungano yose yakarumbidza Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, vakakotama,+ vakagwadamira+ Jehovha namambo.

  • Nehemiya 9:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 VaRevhi, Jeshua naKadmieri, Bhani, Hashabneya, Sherebhiya, Hodhiya, Shebhaniya naPetahiya vakati: “Simukai, rumbidzai+ Jehovha Mwari wenyu narini kusvikira narini.+ Ngavarumbidze zita renyu rinokudzwa,+ rinokudzwa kupfuura kukomborera kwose nokurumbidza.

  • Pisarema 72:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zita rake rinokudzwa ngarirumbidzwe nokusingagumi,+

      Kubwinya kwake ngakuzadze nyika yose.+

      Ameni uye Ameni.

  • VaEfeso 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ nokuti akatikomborera+ nezvikomborero zvose zvomudzimu munzvimbo dzokudenga,+ tiri pamwe naKristu,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe