Isaya 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho.+ Nokuti vazara nezvinobva kuMabvazuva,+ vanoita zvemashiripiti+ sezvinoita vaFiristiya, uye vanowanzwa nevana vevanhu vokune dzimwe nyika.+ 1 VaKorinde 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Chikonzero chenyu chokuzvirumbidza+ hachina kumbonaka. Hamuzivi here kuti mbiriso shomanana inovirisa+ mukanyiwa wose?+ 1 VaKorinde 15:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Musatsauswa. Ushamwari hwakaipa hunoshatisa tsika dzinobatsira.+
6 Nokuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho.+ Nokuti vazara nezvinobva kuMabvazuva,+ vanoita zvemashiripiti+ sezvinoita vaFiristiya, uye vanowanzwa nevana vevanhu vokune dzimwe nyika.+
6 Chikonzero chenyu chokuzvirumbidza+ hachina kumbonaka. Hamuzivi here kuti mbiriso shomanana inovirisa+ mukanyiwa wose?+