Pisarema 135:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jehovha akaita zvinhu zvose zvaaifarira kuita+Kumatenga nepanyika, mumakungwa nomumvura yose yakadzika.+ Isaya 46:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye ari kuzivisa zvokuguma kubvira pakutanga,+ uye zvinhu zvisati zvaitwa kubvira kare kare;+ Iye ari kuti, ‘Zvandakaronga zvichamira,+ uye ndichaita zvinhu zvose zvandinofarira’;+ Dhanieri 4:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+ VaRoma 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo muchati kwandiri: “Nei achiri kuwanira mhosva? Nokuti ndiani akapikisa kuda kwake kwakataurwa zvakajeka?”+
6 Jehovha akaita zvinhu zvose zvaaifarira kuita+Kumatenga nepanyika, mumakungwa nomumvura yose yakadzika.+
10 Iye ari kuzivisa zvokuguma kubvira pakutanga,+ uye zvinhu zvisati zvaitwa kubvira kare kare;+ Iye ari kuti, ‘Zvandakaronga zvichamira,+ uye ndichaita zvinhu zvose zvandinofarira’;+
35 Vagari vose vepanyika vanoonekwa sepasina,+ uye anoita maererano nezvaanoda pakati peuto rokumatenga nepakati pevagari vepanyika.+ Hakuna angadzivisa ruoko rwake+ kana kumuti, ‘Wanga uchiitei?’+
19 Naizvozvo muchati kwandiri: “Nei achiri kuwanira mhosva? Nokuti ndiani akapikisa kuda kwake kwakataurwa zvakajeka?”+