RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 1:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 ‘Hapana kana mumwe chete pavarume ava vechizvarwa ichi chakaipa achaona nyika yakanaka yandakapika kuti ndichapa madzibaba enyu,+

  • Dheuteronomi 4:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 “Maziso enyu ndiwo akaona zvakaitwa naJehovha panyaya yaiva nechokuita naBhaari wePeori,+ kuti munhu wose akatevera Bhaari wePeori ndiye akatsakatiswa naJehovha Mwari wenyu pakati penyu.+

  • Dheuteronomi 5:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino Mosesi akashevedza vaIsraeri vose,+ akati kwavari: “Haiwa imi vaIsraeri, inzwai mirau nezvakatongwa+ zvandiri kukutaurirai muchinzwa nhasi, munofanira kuzvidzidza monyatsozviita.+

  • Dheuteronomi 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Zvino uyu ndiwo murayiro, nemirau nezvakatongwa zvakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti mudzidziswe,+ kuti muzviite munyika yamuri kuyambukira kwairi kuti munoitora ive yenyu;

  • Pisarema 19:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Kutya+ Jehovha kwakachena, kunoramba kuripo nokusingaperi.

      Zvakatongwa+ naJehovha ndezvechokwadi;+ zvakaratidza kuti zvakarurama.+

  • Pisarema 119:160
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 160 Zviri mushoko renyu ichokwadi,+

      Uye zvakarurama zvenyu zvose zvamakatonga zvinogara nokusingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe