Revhitiko 27:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Iyi ndiyo mirayiro+ yakapiwa Mosesi naJehovha kuti ive mirayiro kuvanakomana vaIsraeri muGomo reSinai.+ Numeri 36:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iyi ndiyo mirayiro+ nezvakatongwa zvakarayirwa vanakomana vaIsraeri naJehovha achishandisa Mosesi pamapani erenje eMoabhi pedyo naJodhani kuJeriko.+ Pisarema 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+ Pisarema 119:151 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 151 Muri pedyo, haiwa Jehovha,+Mirayiro yenyu yose ichokwadi.+ Muparidzi 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.
34 Iyi ndiyo mirayiro+ yakapiwa Mosesi naJehovha kuti ive mirayiro kuvanakomana vaIsraeri muGomo reSinai.+
13 Iyi ndiyo mirayiro+ nezvakatongwa zvakarayirwa vanakomana vaIsraeri naJehovha achishandisa Mosesi pamapani erenje eMoabhi pedyo naJodhani kuJeriko.+
8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+
13 Pashure pokunge zvinhu zvose zvanzwiwa, mhedziso yenyaya yacho ndeiyi: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake.+ Nokuti izvi ndizvo zvose zvinosungirwa kuti munhu aite.