Nehemiya 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Makaburukira paGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukabva mavapa zvamakatonga+ zvakarurama nemitemo yechokwadi,+ mirau yakanaka+ nemirayiro.+ Pisarema 19:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Kutya+ Jehovha kwakachena, kunoramba kuripo nokusingaperi.Zvakatongwa+ naJehovha ndezvechokwadi;+ zvakaratidza kuti zvakarurama.+ Pisarema 119:142 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 142 Kururama kwenyu kururama kunogara nokusingagumi,+Uye mutemo wenyu ichokwadi.+ Johani 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vatsvenesei+ nechokwadi; shoko+ renyu ichokwadi.+ 1 Petro 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino zvamakanatsa+ mweya yenyu nokuteerera kwenyu chokwadi zvichiguma nokudanana kwenyu kwazvo sehama kusina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+
13 Makaburukira paGomo reSinai+ mukataura navo muri kudenga,+ mukabva mavapa zvamakatonga+ zvakarurama nemitemo yechokwadi,+ mirau yakanaka+ nemirayiro.+
9 Kutya+ Jehovha kwakachena, kunoramba kuripo nokusingaperi.Zvakatongwa+ naJehovha ndezvechokwadi;+ zvakaratidza kuti zvakarurama.+
22 Zvino zvamakanatsa+ mweya yenyu nokuteerera kwenyu chokwadi zvichiguma nokudanana kwenyu kwazvo sehama kusina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+