2 Samueri 7:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino, haiwa Changamire Ishe Jehovha, ndimi Mwari wechokwadi; uye mashoko enyu ngaave echokwadi,+ zvamunopikira mushumiri wenyu zvinhu izvi zvakanaka.+ Pisarema 71:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti makaita kuti ndione kutambudzika kuzhinji nenhamo,+Ndimutsidzirei zvakare;+Ndibudisei zvakare mumvura yakadzika yepanyika.+ Pisarema 119:154 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 154 Haiwa, revererai mhosva yangu, mundidzikinure;+Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nezvamakataura.+ Pisarema 143:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndichengetedzei ndiri mupenyu,+ haiwa Jehovha, nokuda kwezita renyu.+Budisai mweya wangu mukutambudzika+ nokururama kwenyu.+
28 Zvino, haiwa Changamire Ishe Jehovha, ndimi Mwari wechokwadi; uye mashoko enyu ngaave echokwadi,+ zvamunopikira mushumiri wenyu zvinhu izvi zvakanaka.+
20 Nokuti makaita kuti ndione kutambudzika kuzhinji nenhamo,+Ndimutsidzirei zvakare;+Ndibudisei zvakare mumvura yakadzika yepanyika.+
154 Haiwa, revererai mhosva yangu, mundidzikinure;+Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nezvamakataura.+
11 Ndichengetedzei ndiri mupenyu,+ haiwa Jehovha, nokuda kwezita renyu.+Budisai mweya wangu mukutambudzika+ nokururama kwenyu.+