Pisarema 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvinodiwa kupfuura ndarama, chokwadi kupfuura ndarama yakawanda kwazvo yakanatswa;+Uye zvinotapira kupfuura uchi,+ nouchi hunoyerera hwomumazinga.+ Pisarema 119:127 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 127 Ndokusaka ndakada mirayiro yenyu+Kupfuura ndarama, kunyange ndarama yakanatswa.+ Zvirevo 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Hunokosha kupfuura matombo ekorari,+ uye zvimwe zvose zvinokufadza hazvigoni kuenzaniswa nahwo. Zvirevo 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Gamuchirai kuranga kwangu kwete sirivha, uye zivo panzvimbo pendarama yakanaka kwazvo.+
10 Zvinodiwa kupfuura ndarama, chokwadi kupfuura ndarama yakawanda kwazvo yakanatswa;+Uye zvinotapira kupfuura uchi,+ nouchi hunoyerera hwomumazinga.+