Pisarema 93:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+ Pisarema 104:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Akavaka nheyo dzenyika panzvimbo dzayo dzisingachinji;+Haizozununguswi nokusingagumi, kana kuti nokusingaperi.+ Muparidzi 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chimwe chizvarwa chinoenda,+ uye chimwe chizvarwa chinouya;+ asi nyika inogara iripo nokusingagumi.+
93 Jehovha ava mambo!+Akapfeka ukuru;+Jehovha akapfeka—akazvisunga nesimba.+Nyika inobereka inosimbiswawo kuitira kuti irege kuzununguswa.+
5 Akavaka nheyo dzenyika panzvimbo dzayo dzisingachinji;+Haizozununguswi nokusingagumi, kana kuti nokusingaperi.+
4 Chimwe chizvarwa chinoenda,+ uye chimwe chizvarwa chinouya;+ asi nyika inogara iripo nokusingagumi.+