RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 1:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Josefa akazofa,+ kubatanidza vanakomana vababa vake vose nechizvarwa ichocho chose.

  • Pisarema 89:47
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 47 Yeukai kuti upenyu hwangu ndohwenguva yakadini.+

      Makasikira vanakomana vevanhu vose pasina here?+

  • Pisarema 90:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Mazuva emakore edu makore makumi manomwe;+

      Asi kana tiine simba kwazvo, makore makumi masere,+

      Asi anoramba achiunza kunetseka nezvinhu zvinokuvadza;+

      Nokuti achakurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+

  • Muparidzi 12:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Pashure paizvozvo guruva rinodzokera kuivhu+ sezvarakanga rakaita uye simba roupenyu+ rinodzokera kuna Mwari+ wechokwadi akaripa.+

  • Zekariya 1:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “‘Zvino madzibaba enyu ari kupi?+ Uye vaprofita+ vacho vakaramba vachirarama nokusingagumi here?

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe