Pisarema 96:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+ Pisarema 97:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 97 Jehovha ava mambo!+ Nyika ngaifare.+Zvitsuwa zvizhinji ngazvifare.+ Isaya 52:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Dzakanaka sei pamusoro pemakomo tsoka+ dzaiye ari kuuya nemashoko akanaka,+ iye ari kuzivisa rugare,+ iye ari kuuya nemashoko akanaka echimwe chinhu chiri nani,+ iye ari kuzivisa ruponeso,+ iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava mambo!”+ Zvakazarurwa 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+
7 Dzakanaka sei pamusoro pemakomo tsoka+ dzaiye ari kuuya nemashoko akanaka,+ iye ari kuzivisa rugare,+ iye ari kuuya nemashoko akanaka echimwe chinhu chiri nani,+ iye ari kuzivisa ruponeso,+ iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava mambo!”+
17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+