RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 21:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Munhu anotsauka panzira yenjere,+ achazorora muungano yevaya vasina simba vari murufu.+

  • Mateu 11:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Panguva iyoyo Jesu akabva ati: “Ndinokurumbidzai pachena, Baba, Ishe wedenga nenyika, nokuti makavanzira zvinhu izvi vakachenjera nevakangwara mukazvizarurira vacheche.+

  • Mateu 13:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Achipindura, iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene+ zvoumambo hwokumatenga, asi vanhu ivavo havana kubvumirwa kuzvinzwisisa.+

  • Ruka 2:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Naizvozvo, pashure pemazuva matatu vakamuwana ari mutemberi,+ akagara pakati pevadzidzisi achivateerera nokuvabvunza.

  • 2 Timoti 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe