Pisarema 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+ Pisarema 119:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Tarirai! Ndakasuwa mirayiro yenyu.+Ndichengetedzei ndiri mupenyu maererano nokururama kwenyu.+ Zvirevo 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mashoko ose aMwari akanatswa.+ Iye inhoo kune vaya vanopotera kwaari.+
8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+