RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Tiri kuurayiwa nokuda kwenyu zuva rose, takanzi tiri makwai okuti aurayiwe.”+

  • 2 VaKorinde 1:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Chokwadi, takafunga mumwoyo medu kuti takanga tatongerwa rufu. Izvi zvakaitika kuti chivimbo+ chedu chive muna Mwari anomutsa vakafa,+ kwete matiri.

  • VaHebheru 11:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe